Muhwakwa, Muteme, mukwakwa kana muhwakwaedza (n. Strychnos madagascariensis) muti unowanikwa muZimbabwe unobereka muchero une deko gobvu rakakukuta.

Hwakwa dzisati dzaibva

Kurapa chinjirudza

  • Mudzi wemutamba unotapwa mushonga unorapa marwadza emudumbu, uye marwadzo epahuro.

Mitauro yeAfrika chinjirudza

  • MaNdebele vanoti Umkwakwa, Umteme (n. Strychnos madagascariensis) kureva muhwakwa.
  • VaTonga vanoti muteme (n. Strychnos madagascariensis. Black monkey-orange) kureva muhwakwa.
  • Digo inoti musikiro (n. Strychnos madagascariensis. Black monkey-orange) kureva muhwakwa.

Zvakakochekwa chinjirudza