Mujenya (casting lots) zvinoreva sarudzo inoitwa nokukanda mujenya. Apa mujenya ungava mari yemusvo ine mativi maviri akasiyana kana kuti dhai rine mativi matanhatu, divi rimwe nerimwe rine nhamba dzinoti 1, 2 , 3 ,4 ,5 6. Vamwe vatauri vanoti chin'ange.

Tsika chinjirudza

  • Pakafa Jesu Kristu vaivepo vakagovana mbatya dzake vachikanda mujenya.