Mukadzi Akaroorwa

Mukadzi Akaroorwa (married woman, wife).

TsumoEdit

  • Mukadzi womumwe ndaambuya. Someone's wife is (like) a mother-in-law.
  • Mukadzi womumwe ndimbuya. Someone's wife is (like) a mother-in-law.
  • Kure ndokuna amai kune mukadzi unofa wasvika.
  • Isimba kaviri kurwa nomukadzi wousipo. It takes double the energy to fight a wife of someone absent.

Mitauro yeBantuEdit

  • VaMambwe vanoti -funkula muka mweneco (to seduce a woman in order to take her away from her husband) vachireva kunyengera mukadzi kuti asiye murume wake.
  • VaMambwe vanoti -funkula (to make an attempt, to try to take away a man from his chief or employer) vachireva kurunzira mushandi kuti abve paanoshandira.
  • BaRonga vanoti mukata kana nkata (n. spouse).