Mukangira izita remhuri rinowanikwa muRwanda, neTanzania.

  • Vanhu vane zita iri: Jane Mukangira; Betty Mukangira; Emerance Mukangira; Habiba Mukangira.

Mitauro yeAfrika chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.