Mukarati (n. Burkea africana) rudzi rwemuti unowanikwa muZimbabwe nedzimwe nyika dzekuchamhembe kweAfrica.

Mukarati
Mukarati munguva yematsutso

Mukarati unokura kusvika 8m kureba uye muti unokurumuka mashizha.

Mitauro yeBantu chinjirudza

Zvakakochekwa chinjirudza