Mukolo izita revanhu kuKenya, DRC neAngola.

  • Vanhu vane zita iri: Taguma Mukolo; Fidele Mukolo; Freddy Mukolo; Tresor Mukolo.
  • Mazwi ari pedyo: Mukoro.

Mitauro yeBantu

chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro inoti mitauro yeBantu inotodzana mazwi.

  • Lambya inoti mukolo (n. cow) kureva mombe.
  • Lugwere vanoti mukolo (n. ceremony, function, event). Mamwe mazwi: mukolo (n. hollow tube used for storing drinking straws).
  • VaGwere vanoti kukola mukolo (n. conduct a ceremony). Luganda vanoti omukolo (n. ceremony, function, parade).