Mukume (pollen) unowanikwa pamaruva uye unotakura nhengo dzechirume dzinokukumidza madzinde kuti achibereka michero yawo.

Marmalade hoverfly, pollen on its face and legs, sitting on a rockrose.

Mitauro yeBantuEdit

  • VaMambwe vanoti mukuma kana muluwa (the pollen of flowers) vachireva mukume.