Mukura izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe, Kenya neRwanda.

  • Vanhu vane zita iri: Nyasha Mukura; Nkosilathi Mukura; Zoe Mukura; Peter Mukura.

Mitauro yeBantu

chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.

  • Luwanga inoti omukula (n. slave, one bought) kureva muranda.
  • Lenje inoti mukula (n. Trail of thing dragged - and so a continuous line, track) kureva mukondo.