Mukwere izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Faith Mukwere; Ian Mukwere; Simon Mukwere; Nyararayi Mukwere.

Mitauro yeAfrika chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.