Munako
Munako izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.
- Vanhu vane zita iri: Nyasha Billy Munako, Francis Munako anova manenja kuAnglo American kuSouth Africa.
- Mazwi ari Pedyo: Naka, Chinake, Munakandafa, Munaka.
Mitauro yeBantu
chinjirudzaPano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.