Mugarazvuru
(runangakatsva kubva kuMunyenya)
Mugarazvuru, mudziviriratsuro, mugurameno, munyenya kana mushangura (n. Euclea divinorum. Euclea lanceolata) rudzi rwemuti unowanikwa wakapararira muAfrica kubva Ethiopia neSudan zvichidzika kuchamhembe kuZimbabwe neSouth Africa.
Mitauro yeBantu
chinjirudza- IsiNdebele vanoti Umtshekesane (n. Euclea divinorum) kureva muti wemugarazvuru.
- Kihehe inoti muhekele (n. Euclea divinorum) kureva mugarazvuru.