Mupfuni sezita
Mupfuni izita remhuri rinowanikwa muSouth Africa neCongo Kinshasa.
- Vanhu vane zita iri: Mupfuni Masuluke; Sylvie Mupfuni; Mupfuni Sithole; Mupfuni Ndzimana.
Mitauro yeAfrika
chinjirudzaPano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.