Murashi
Murashi izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe neRwanda.
- Vanhu vane zita iri: Francois Murashi; Theodore Murashi; Eslum Murashi; Emelyne Murashi; Tumaini Murashi.
Mitauro yeAfrika
chinjirudzaPano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrika, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.
- Hausa inoti rashi (n. loss; a being without anything) kureva kurasikirwa. Mamwe mazwi: ratsa (v. to miss).
- Hausa inoti ratsi (v. to go out of the way) - zvichida vanoreva kurasika. Mamwe mazwi: ratsowa (n. a deviation).