Kurasika kana kutaika (to get lost) zvinoreva kushaya kuziva kuti ndiri papi kana kuti ndinoenda sei kwandinoda kusvika.

  • Kudzimidza kana kudzimaidza (cause to get lost; remove all traces of something).
  • Kudzimira (go astray; wander; get lost).
  • Kudzimirwa (v. to be lost).
  • Chadzimira (state of mind where one gets lost or does not know where they are) apa kureva kurasikirwa nepfungwa zvekushaya kuziva kuti uri kupi kana kuti ndinoenda sei kwandinoda kusvika.

Mamwe Mazwi chinjirudza

Mazita chinjirudza

Mitauro yeBantu chinjirudza

  • VaRwanda vanoti kuzimira (to be lost, lose the way) kureva kudzimira. Taabwa vanoti kutaya kureva kutaya kana kurasa.
  • Basotho vanoti lahla (to throw away) kureva kurasa. Basotho vanoti lahlehile (it is lost) kureva charasika.
  • VaTiriki khukhora (to be lost, to disappear, to vanish) vachireva kurasika kana kushayika.
  • VaWanga okhukora (to be lost) vachireva kurasika. Mamwe mazwi: okhukorwa (be bewildered; be ignorant; not know) vachireva kutayika pfungwa kana kusaziva.