Murembi sezita
Murembi izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe, South Africa neKenya.
- Vanhu vane zita iri: Nakedi Murembi; Esther Murembi; Bonnie Murembi; Murembi Manyaga.
Mitauro yeBantu
chinjirudzaPano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.