Murombe

Kona (n. Angle, corner) inonzi murombe, pakuwanda yonzi mirombe.

Muchidzidzo Pimanyika, mukwava (vertex, corner kuEnglish) izwi rinoreva panosangana mitsetse miviri kana zviso zviviri - (where two surfaces or lines meet to form an angle).

Panosangana marata akapfirira imba pasi pechisuvi pane mukwava pakati pemarata iwayo.

Kurerutsa MutauroEdit

Mitauro yeBantuEdit

  • VaTonga vanoti kaswi (n. corner, inner corner).
  • Baila vanoti mwako (n. corner) kureva kona.
  • VaLenje vanoti mutwi (n. corner - external, angle, projection).