Murondo izita remhuri rinowanikwa muDemocratic Republic of the Congo neKenya.

  • Vanhu vane zita iri: Faith Murondo; Anais Murondo; Faustin Murondo; Johnn Murondo.

Mitauro yeBantu

chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • Kinande vanoti omulondo (n. a caravan of travellers; a row) kureva mudungwe. Mamwe mazwi: omulenge (n. a paw).