Mushamba, muhumbukumbu, mubumbukumbu, mugan'acha kana mumbumbu (n. Lannea discolor. Horn-pod tree) rudzi rwemuti unowanikwa muZimbabwe nedzimwe nyika dzekuchamhembe kweAfrica dzinoti DRC, Zambia, South Africa neEswatini. Mushamba muti unokurumuka mashizha uye unokura zviri pakati-nepakati.

Muti weMushamba

Mitauro yeBantu chinjirudza

Dariro chinjirudza

Zvakakochekwa chinjirudza