Shoko rokuti mushwaira (Faint path) rinoreva kanzira kasina kunatsa kupfumbira kanoti pamwe kanooneka nyore pamwe kanodzima. Vamwe vatauri muswaira.

Iri shoko richange rakakosha kuturikira zvinhu kuchidzidzo cheScience.

Mitauro yeBantu chinjirudza

  • VaChewa vanoti fumbi (n. dust) kureva huruva.