Musupi izita remhuri rinowanikwa muNamibia, neZambia.

  • Vanhu vane zita iri: Nechi Musupi; Bennety Musupi; Matthews Musupi; Mabvuto Musupi.

Mitauro yeAfrika

chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.

  • Nhaneca inoti omusupi (adj. small, base; short; low) kureva pfupi. Mamwe mazwi: omulume omusupi (n. small man) kureva murume mupfupi.