Nyaneka
(runangakatsva kubva kuNhaneca)
Mazwi Anotodza Shona
chinjirudza- Nyaneka vanoti ongombe (n. ox) kureva dhonza.
- Nyaneka vanoti ombula (n. rain) kureva kunaya kwemvura.
- Nyaneka vanoti okutala (v. to watch) kureva kutarisa.
- Nyaneka vanoti ondjala (n. hunger) kureva nzara.
- Nyaneka vanoti sekulu (n. elder) munhu mukuru.
- Nyaneka vanoti okulia (v. to eat) kureva kudya.
- Nyaneka vanoti omvoko (n. hands) kureva mawoko. Mamwe mazwi: okulonga (to advise; counsel; guide).
- Nyaneka vanoti tyoto (n. fireplace) kureva choto. Mamwe mazwi: okueleka (v. to hit).
- Nyaneka vanoti okupua (v. end; finish; terminate; cease) kureva kupera. Fananidzai nokuti kupwa.
Mamwe Mazwi
chinjirudza- Nyaneka vanoti ongula (n. morning) kureva mangwanani.
- Nyaneka vanoti elitoko (n. vain person) munhu anoita zvenhando.
- Nyaneka vanoti mbwale (n. older brother) kureva mukoma.
- Nyaneka vanoti tito (adj. little one) kureva kadiki.
- Nyaneka vanoti ombambi kana mbwale (n. bush goat) kureva mbudzi yemusango.
- Nyaneka vanoti okumona (n. own wealth)?.
- Nyaneka vanoti omutenha (n. sun) kureva zuva.
- Nyaneka vanoti tchapona kana chapona (n. something that got worse)?.
- Nyaneka vanoti omaulu (n. legs) kureva makumbo.
- Nyaneka vanoti o (n. ox) kureva d.
- Nyaneka vanoti o (n. ox) kureva d.
- Nyaneka vanoti o (n. ox) kureva d.
- Nyaneka vanoti o (n. ox) kureva d.
- Nyaneka vanoti o (n. ox) kureva d.
- Nyaneka vanoti o (n. ox) kureva d.