Mutaira kana Mutayira izita rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Peter Mutayira; Gladys Mutayira.

Mitauro yeAfrika chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrika, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.