Depfure

(Redirected from Mutambarakede)

Depfure kana madepfure (1. Abundance of beer - at a celebration; 2. Abundance of crops grown, of food cooked. 3. Life of luxury) apa kureva kupfachukira kwezvidyo kana kugara mutambarakede.

Mitauro yeBantuEdit

  • VaTonga vanoti Udi kede (He sat) vachireva akagara.
  • VaTonga vanoti munkala udi kede (the dog sat) vachireva imbwa yakagara.
  • VaTonga vanoti impongo zidi chi kede (The goats had still sat) vachireva Mbudzi dzanga dzichakagara.