Mutambi izita revanhu rinowanikwa muZimbabwe neKenya.

  • Vanhu vane zita iri: Hagen Mutambi; Cathrine Mutambi; Lilian Mutambi; Valery Mutambi.

Mitauro yeBantu

chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • VaBukusu vanoti omutaambi (n. poor man, helpless person, needy person) kureva munhu murombo.