Mutana izita remhuri rinowanikwa muKenya.

  • Vanhu vane zita iri: Faith Mutana; Ann Mutana; Mary Mutana; Prity Mutana.

Mitauro yeBantu

chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • VaTaabwa vanoti kutana (v. to be fat; extended; grow) kufuta, kutambanuka kana kukura.
  • VaTaabwa vanoti kutana (v. refuse to give) kunyima kana kuramba kupa.