Mutape izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Ernest Mutape; Rachel Mutape; Benson Mutape.

Mitauro yeBantuEdit

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • VaNande vanoti otahi (n. Dear friend) kureva shamwari inodiwa. Vanoisa h patinoisa p.
  • Kinande vanoti batahi (n. Dear friends) kureva shamwari dzinodiwa.