Mutauro wekuumba (ku Chingezi: constructed language; conlang) kana umbamutauro[1] mutauro une ruambainzwi, girama, uye mazwi, pachinzvimbo chekusikwa sechizvarirwo, chinoumbwa nehungwaru kana kugadzirwa sebasa re nganonyorwa (kana fikishini). Mitauro yakaumbwa inogona zvakare kutaurwa semitauro yekunyepedzera, mitauro yakarongwa kana mitauro yakasikwa[2] uye mune dzimwe nguva, mitauro ye runganonyorwa.[3]

mureza we umbamutauro

Mabviro eruzivo chinjirudza

  1. Artificial languages are informally called conlangs (constructed languages), and the study of artificial languages and related matters is interlinguistics.
  2. http://www.eurovision.tv/page/news?id=554&_t=ishtar_for_belgium_to_belgrade
  3. Klaus Schubert, Designed Languages for Communicative Needs within and between Language Communities, in: Planned languages and language planning (PDF), Austrian National Library, 2019
 
Ichi chinyorwa chenyaya dzemutauro chichiri mbeu.

Zvichida iwe munogona kutora ruzivo kuWikipedhiya yeChingezi kana mimwe mitauro inoda kududzirwa?

Ipapo iwe unogona kubatsira Wikipidhiya nekugadzirisa uye nekuwedzera ruzivo.