Mutengeninyatwa, mutsvanzvabere kana mutengeni (Ximenia americana ) muti unodyiwa muchero unovavira unowanikwa muAfrika kusanganisira Mozambique, Zambia, Zimbabwe, neSouth Africa.

Mashizha eMutengeni
Maruva eMutengeni
Muchero pabazi reMutengeninyatwa

Kurapa chinjirudza

  • Mashizha emutsvanzwa anotapwa mushonga unorapa marwadzo emusana.

Mitauro yeBantu chinjirudza

Zvakakochekwa chinjirudza