Musana wemunhu
Musana wemunhu chikamu chemuviri chiri kumashure, chinobvira pamusoro pemagaro kusvika seri kwemutsipa nemapendekete. Musana uri seri kwedundundu wakamira uchitevedza mapfupa emuzongoza, uye une hwasha hwakatsigirwa nembabvu uye nemapendekete.
Mudinhi (the coccyx, bone at the end of the spine).
Mamwe Mazwi
chinjirudza- Kufuratira kunoreva kuti munhu akupira musana atarira divi rimwe risiri kwauri.
- Mhuvha kana muvha (Place or direction behind one's back).
Mitauro yeBantu
chinjirudza- VaChewa vanoti msana (the back). VaBukusu vanoti kúmúkóongo (n. back of body, spine, backbone) kureva musana.
- VaYao vanoti mgongo (the back, the backbone) vachireva musana. VaNgala vanoti mokongo (back of body) kureva musana.
- VaKikuyu neVaShambala neVaNyoro vanoti mugongo (back of body - lumbar region) kureva musana. VaShambala vanoti pingili (n. vertebrae).
- Luwanga inoti omukongo (n. back) kureva musana. Zigula inoti mwiwa (spine) kureva muzongoza. Shilluk inoti chan (adj. behind).
- VaBwisi vanoti mughongo (n. back) kureva musana. VaBwisi vanoti chiwisa cha mgongo (a vertebra) kureva rimwe remapfupa anomisa musana.