Mutolilo sezita
Mutolilo izita remhuri rinowanikwa muZambia, neBurundi.
- Vanhu vane zita iri: Fred Mutolilo; Kondwani Mutolilo; Munyaradzi Mutolilo; Michelle Mutolilo.
Mitauro yeBantu
chinjirudzaPano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.
- Bemba vanoti mutolilo (n. flute).