Mutongore izita remhuri rinowanikwa kuTanzania neUganda.

  • Vanhu vane zita iri: Agnes Mutongore; Adonia Mutongore; Erastus Mutongore; Benedicto Mutongore.

Mitauro yeAfrika

chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • Lubwisi vanoti kitongole kana bitongole (n. organization; association). Mamwe mazwi: kwetongola (be independent).
  • Lugwere vanoti kitongole (work, administrative unit, department, organization, agency, institution). Mamwe mazwi: mutongole (n. sub-parish chief).
  • Lugwere vanoti kutongola (v. launch, commission; perform an official opening of something) kureva kuvarura kana kuparura.
  • Luganda vanoti omutongole (n. official).