Mutororo sezita
Mutororo izita remhuri rinowanikwa muMozambique.
- Vanhu vane zita iri: Osvaldo Mutororo; Berta Mutororo; Miranda Mutororo; Alice Mutororo.
Mitauro yeAfrika
chinjirudzaPano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mamwe mazwi emitauro yeAfrika anotodzana.
- Runyambo inoti kutorora (v. kidnap; take away).