Mutsimba

Mutsimba (wrestling) zvinoreva kurwa vanhu vachisairirana, kukakatana, kukandana nokupingana nenzira yokuda kuratidzana masimba pasina zvibhakera chaizvo zvinokandwa.

Mitauro yeBantuEdit

  • VaVenda vanoti tsimbe (v. wrestling) vachireva kuita kutsimba
  • VaKongo vanoti ximbana (grapple with each other, seize, grasp, take hold of, to catch, take hold of). Kumutauro weKikongo xi inodudzwa ichinzi si.
  • VaKongo vanoti ximba (v. to hold, to keep or lay or seize or take hold of, to grasp, to understand, to hold to, to keep, observe, sustain, to hold back, restrain, control, confine, fetter, hamper).
  • VaKongo vanoti ximba kana nximba (n. the seizing, grasping, maintaining, undertaking of, observance of). Mamwe mazwi kosimba kana simba (v. to touch).