Mutuhwa, mubvumira kana mutsakatidze (n. Kirkia acuminata. White seringa) rudzi rwemuti unowanikwa munyika dzemu Africa dzinosanganisira Angola, Botswana, DRC, Malawi, Mozambique, Namibia, Tanzania, Zambia, Zimbabwe, neSouth Africa.

Kurapa chinjirudza

  • Makwati emutuhwa anobikwa mushonga unorapa manyoka nekupatirwa.
  • Muto wemuchero wacho unodonhedzerwa paronda rekurumwa nenyoka uye pamamwewo maronda.

Mitauro yeBantu chinjirudza

Zvakakochekwa chinjirudza