Mutwe izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe, Democratic Republic of the Congo neZambia.

  • Vanhu vane zita iri: Mulenga Mutwe; Jackson Mutwe; Tony Mutwe; Evelyn Mutwe.

Mitauro yeBantu chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.