Muvuso (tsauranisa chirevo)

Muvusu, MUVUSO, muvuso ishoko reChishona rinoshandiswa kumirira zvirizasiyo:

Sainzi chinjirudza

  • Muvuso - kureva umambo muupangamutowo wesainzi.

Nyika chinjirudza

  • Muvuso - kureva Umambo kana sovereign
  • Muvuso - kureva steti, mumazuva anhasi nokuti shoko rokuti Umambo ndiro rinosarudzwa kushandiswa panotaugwa nezveUmambo.


 
Zanhi rinori ndere kutsauranisa chirevo, rino dorongotsa sipwi dzine matumidzo akafanana.
Kana kochekedzo yorukati yakuunzai pano, ringai matumidzo akadorongotswa pamusoro apo kuti muwane ramunoda uye mukwanise kuenda kwariri.