Muyira izita remhuri rinowanikwa muMalawi.

  • Vanhu vane zita iri: Joseph Muyira; Apepe Muyira; Chimtengo Muyira, Diana Muyira.

Mitauro yeBantu

chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeBantu inotodzana mazwi.

  • Kinande vanoti omuyira (n. the uncivilized).
  • VaBukusu vanoti khuu.ila (vint. take, lead, marry (of men), send in the care of s.o.).
  • VaBukusu vanoti khuu.ila elomo (n. send a message) chimuti chine kutumira shoko.