Muzarabani

Muzarabani iri kumusoro kweZimbabwe, mudunhu reMashonaland Central, ichinobatana nebhodha reZimbabwe neMozambique.

Nzvimbo dziri pedyo dzinosanganisira: Chadereka, Bakasa neGuruve.??