Bakasa inzvimbo iri mudunhu reMashonaland Central.

Mitauro yeChiBantuEdit

  • BaKalanga vanoti bhakasa (pole enclosure around living quarters) kureva rumanda rwemapango rwakakomberedza musha. KuMashonaland Central kune ruwa rweBakasa.
  • VaGungu vanoti kupakasa (v. Labour; work for payment). Munhu wacho onzi mupakasi. VaGanda vanoti pakasa (v. to work for a living; work for payment) vachireva kushandira mari.
  • VaNgala vanoti mpakasa (buffalo) kureva nyati. Mururimi rweUmbundu vanoti ocipakasa (mat used as a curtain).
  • MaZulu vanoti bakaza (1. Prepare an abundance of food or drink; 2. Eat to satiety). Muenzaniso: Sakubakaza ukudla emshadwe (We had as much as we could eat at the wedding).