Muzenda izita revanhu rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Tendai Muzenda; Kudakwashe Muzenda; Juliet Muzenda; Vonai Muzenda.

Mitauro yeBantu

chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • VaSangho vanoti muzendo (n. promise).
  • Sangho vanoti zendo (n. promise).