Mwalala sezita
Mwalala izita remhuri rinowanikwa muMalawi, neZambia.
- Vanhu vane zita iri: Mwalala Saronga; Kenneth Mwalala; Given Mwalala; Bertha Mwalala.
Mitauro yeBantu
chinjirudzaPano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.