Mwando izita remhuri rinowanikwa muZambia, Congo, Kinshasa neKenya.

  • Vanhu vane zita iri: Mweemba Mwando; Hippolyte Mwando; Christian Mwando; Julius Mwando.

Mitauro yeAfrika

chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.

  • Bemba inoti umwando (n. rope, bark fibre string).