Mwango sezita
Mwango izita remhuri rinowanikwa kuZambia, neKenya.
- Vanhu vane zita iri: Mwango Musonda, Mwango Chongo; Mwango Mwape; Latifah Mwango.
Mitauro yeBantu
chinjirudzaPano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.
- Lenje inoti mwango (n. trunk of an elephant).