Mwero weKucheka
Chinyorwa chino chiri kuunganidza mazwi anotaura mutowo wekucheka nayo:
- Kucheka (cut general word), .
- Kutema (cut with axe).
- Kugura; kudimura; kudimbura; kukweshura; kunyetura (cut through).
- Kupazura; kukwazura; kupamura; kutsetsenura (cut lengthwise).
- Kuchekera; kuchecheudza; kuchecheura; kudendenura; kutendenura; kuchechenedza (cut out larger).
- Kuchenyura (cut open),
- Kutsemura; kupfemura; kubamura (split off),
- Kugura nepakati (cut in halves),
- Kuchekanya; kuguranya; kucheka-cheka; kupaza; (cut up small).
- Kujagada, kujagadudza kana kujagadura (1. Cut through several times; 2. Cut several times). Akajagada nyoka. Ari kujagada mafere enguruve
- Jagadu (ideo of Cutting through several times).
- Kuvenda?? (cut cloth or bark).
- Kushizha (cut the throat).
- Kunyadura; kunyamura (off a small piece).
- Kuvedzenga (cut in strips).
- Kusendenudza cut out -as of rotten place), .
- Kusema (of a splinter or grass).
- Kurangura (cut off branches).
- Kusanira (cut off branches, and place round stem).
- Kupemena; kupunura; kukuhuna (cut down brushwood).
- Kurigura; kumushura, (cut down to the ground).
- Kumweta (cut grass with sickle).
- Kurungura (cut off joint).
- Chitemwa; chigurwa (cutting).