Kumweta

Shoko rokuti kumweta rinoreva kucheka huswa zvikurusei huswa hwekupfirira imba. Vanomweta huswa vanoshandisa jeko, uye vanoita vachiunganidza huswa hwacho kuita zvimwanda zvinozosungwa nemakavi.

MazitaEdit

Mitauro yeBantuEdit

  • VaWabo vanoti kalruunga kana karuunga (n. sickle) vachireva jeko.
  • Barotse vanoti -mweta (n. cut with a sickle) vachireva kucheka nejeko.