Mwete izita remhuri rinowanikwa muCongo Kinshasa, Zambia, neMalawi.

  • Vanhu vane zita iri: Mary Mwete; Nancy Mwete; Gina Mwete; Nene Mwete.

Mitauro yeAfrika

chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.

  • Nyanja inoti mwete (adj. broad; ample). Sokuti: mimba iri mwete (a fairly round belly).