Mwonga izita remhuri rinowanikwa muKenya.

  • Vanhu vane zita iri: Joshua Mwonga; John Mwonga; Mary Mwonga; Rebecca Mwonga.

Mitauro yeAfrika chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mamwe mazwi emitauro yeAfrika anotodzana.

  • Chiaushi vanoti umwonga (n. river) kureva rwizi. Sokuti: umwonga wa Lwapula (the Lwapula river).