N'anga (witchdoctor) munhu anoshandisa mashave achiti anobata mabasa anosanganisira zvekurapa, kudzinga mweya yetsvina, kubvisa munyama, zvichingodaro.
- Muromo wen'anga ibaradzi.
- Kufarira n'anga neinobata mai.
- N'anga muroyi.
Mitauro yeBantuEdit
- VaSangho vanoti monganga ( n. medicine man) vachireva murapi.
- VaGwere vanoti bugangi ( n. medical treatment) vachireva hurapi.
- VaNyole vanoti ohuganga (v. treat illness by giving medicine to a sick person.) kureva kuita hun'anga.