Nanga sezita
Nanga izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe, Cameroon neCote d'Ivoire.
- Vanhu vane zita iri: Blandine Nanga; Edwige Nanga; Rodrick Nanga; Corine Nanga.
Mitauro yeAfrika
chinjirudzaPano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mamwe mazwi emitauro yeAfrika anotodzana.
- Shimaore vanoti nanga (n. anchor).