Ndemara (kureva fomalhaut) mutsika yedu yechivanhu yainzi nyeredzi ye chipondamoyo (nge. the sweetheart star), yaive nyeredzi yerudo. Muchifundo che Upanganyeredzi ndiyo nyeredzi inopenyesa muunganyeredzi yechichamhembeni ye Paishisi Ostirinu, "Hove ye Chamhembeni", uye ndiyo imwe nyeredzi inopenyesa mudenga revusiku.